Svetuka kuchirochemo

Rinopasi

Kubva Wikipedia
Rinopasi

Rinopasi, Ethi kana Eretsi (Earth; chikwangwani: 🜨) mashoko anotaura ino nyika ine matunhu negungwa. Rinopasi imwe yemitumbi iri muchadenga uye ndiwo woga mutumbi unozivikanwa kuti unogona kuraramisa zvipenyu. Dzimwe nyeredzi dzose nemimwe mitumbi iri muchadenga hadzina hupenyu hunozivikanwa huriko.

Rinopasi
Morty Proxy This is a proxified and sanitized view of the page, visit original site.