Svetuka kuchirochemo

Chiti

Kubva Wikipedia
  • Kuita chiti (being precise).
  • Hundere (neatness of a neat person). Apa kureva munhu akatsvinda.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mang'anja vanoti chiti (the feeling that runs over the body in fear) kureva zvinonzwikwa nemuviri wenhu ari kutya?
  • Digo vanoti chihi (chair, seat, stool) kureva chigaro. Swahili neLingala vanoti kiti kureva chigaro.
  • Bor inoti kiti (n. chair) kureva chigaro. Shimaore inoti shiri (n. chair) kureva chigaro.
  • VaLamba vanoti chiti (n. tree; wood [the substance]; beam, post, pole, plank).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.
Chiti
Morty Proxy This is a proxified and sanitized view of the page, visit original site.