Svetuka kuchirochemo

2003

Kubva Wikipedia
2003
Wurukati: Wurukati rechiTatu
Zanagore Zanagore re Makumimairi

Zanagore re Makumimairi-nemotsi

Zanagore reMakumimairi-nembiri

Gumikati: Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 |

Ma2030 | Ma2040

Makore: << | 2000 | 2001 | 2002 | 2003 | 2004 |

2005 | 2006 | 2007 | 2008 | 2009 | >>

Gore ra-2003 (sho: zvuruzviiri-netatu) raive gore rakatanga musi waChitatu muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-netatu reZera riNjee[C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[C 2], gore rechitatu muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechishanu mugumikati reMa2000.

  • Ndira 5
    • Chiteshi chedutavanhu chikuru che Tel Aviv: vabhobha vekuzviuraya vaviri vechiPalastini vakazvinda nharaunda yemuTel Aviv, vakauraya vanhu vakumimaviri-netatu uye kukuwadza vanhu zananetatu.
  • Ndira 8
    • Ndege ye Air Midwest 5481 yakapinda munjodzi pakusumuka kwayo muCharlotte, Karolina ye Maodzanyemba, ikaurayisa vanhu vose vemakumimavirinerimwe vevatutwa ne vashandi.
  1. Zera riNjee., kureva common year
  2. mushariro., kureva designation
2003
Morty Proxy This is a proxified and sanitized view of the page, visit original site.